Stingy Men Association of Zim comedy episode 2

Share it with your friends Like

Thanks! Share it with your friends!

Close

Vofurirana kuomera but umwe haazvigoni
Directed by Thompson Muzondiwa

Ads

Mama India [Reloaded] (StoneBridge Mix)
StoneBridge & Crystal Waters - Love Terminator
The Next Generation Search Engine
Find The Latest Cool Sites News From Rich X Search Feed

Comments

Mirriam Mafoti says:

Kkkkkkkkkk haaaa slimie wandipedza hako ndinoku spoiler iwe wodana raini rose aaah nechibage here veduwe musadaro ndaseka hangu

Innocent James says:

Haaa you remind me of my freind ari paKWEKWE APA KKK Munondiyitira guys😂😂😂

Peter Magwindiri says:

Hanzi kudana raini rose kudya chikafu chandoku spoiler nacho ,aaaa slimmie ft kkkkkk

Kikie Daystar says:

Kkkkk aaaagh Slimmy akanyanya kuomera

perfect business says:

kwai hai ndokuspoiler nechikafu – chibage here kkkkkkkkkkkk

rumbi zulu says:

Chibage hre veduwe

rumbi zulu says:

Serious ya baba juju so sando dzenyu 👌

Andrew Bangwayo says:

😂😂😂😂😂😂 haaaa nhasi ndaseka

Nakara Music says:

kkkkkk, guys this is the best… tikuda 1 million views pano. slimmy and izzy best combination. izzy vanogona kushamisika. mofana kutiudza kuti makasangana sei imi

Shelton mhungu says:

ane chimusoro che charger🤣🤣🤣🤣🤣🤣

trey says:

I'm in tears 😂😂😂😂😂😂😂😂, you just gained a new fan makapenga

Mai Nyakudirwa says:

Ko kuzonyepa nhai kkkkkkkkkkkk

nomatter mushonga says:

Kuspoiler nechibage here amana🤔🤔

gigi Grace says:

Kkkkkkkkk ndabatwa nesetswa pandaona Slimmy achisvika achinja face

Farayi Darlington Chaparadza says:

very funny 😄😄😄

Tanaka Ndoro says:

But in real life slim unenge unototsotsa mababy hako😂😂😂😂

sandra chizema says:

kkkkkkk property yacho manje

Abby Richards says:

Kkkkkkkkkkkk Baba juju kutya kudyiwa kwacho kwakanyanya

Exabio Takundwa says:

Baba Juju 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂👌🏾👌🏾👌🏾👌🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾🤜🏾🤛🏾

Tasha chirands says:

Ko maskuru belts manje slimmy 😂🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 kkkkkkkkkkkkkkkkk wazondibaya manje

ezekiel farirai mayengedze says:

Vakomana ava vanogona mhani, slimmy kkkkk

Forget Shareka says:

Kuspoiler nechibage 😅😅😅😅😅

Bee'sevents says:

Izzy Ndakuona Nhasi kuPremier in Kwekwe but situation ndatadza kutaura Nemi Nhy ndomomira pedzesere Ndaenda mamusikubuda mureceiption Kkkkkkkkkk lol. But ws happy to see you though kk

Bridget Chigudu says:

😂😂😂😂😂😂😂😂😂

Carol Muzarurwi says:

Ezie mari yabuda apa wakunyepa 🤣🤣😂😂

Carol Muzarurwi says:

Chibage 🤣🤣🤣🤣🤣 chatsamwisa Slimmy wakaoma shaa

Carol Muzarurwi says:

Ezie hesi, nic guys mukugona keep it up🥰😍😘

Write a comment

*

Area 51
Ringing

Answer